FOROGONYA. NDODA MOMBE DZANG .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV

FOROGONYA. NDODA MOMBE DZANG .DARE RACHIEF MUTASA Karanganda TV

Karanganda Tv (Waiyepo ere ?)

1 месяц назад

34,356 Просмотров

Ссылки и html тэги не поддерживаются


Комментарии:

@TendaiPhiri-gf2om
@TendaiPhiri-gf2om - 29.09.2024 17:26

Pakurohwa ma recovery apo dzorerai mombe dzi munhu

Ответить
@tariroleonatumbare327
@tariroleonatumbare327 - 29.09.2024 21:05

Dzvetera akazungaira vakomana

Ответить
@TanatswaMkuruwa
@TanatswaMkuruwa - 29.09.2024 22:02

Tumaziso twa Dzvetera😂😂😂😂

Ответить
@Nenyasha1982
@Nenyasha1982 - 29.09.2024 23:02

Dzvetera ngaaitwe DNA nemwana wake please tokumbirawo

Ответить
@aphiasbushe4687
@aphiasbushe4687 - 29.09.2024 23:25

Imagine being asked kutsvaka 1000 kuti udzoderwe 350 vanhu ka .kunzi uore moyo usiye unfortunately now the tables have turned bcz he now has to claim all the expenses he made panyaya yekuita kugadzira iyo

Ответить
@faithtarima1353
@faithtarima1353 - 30.09.2024 10:58

Ndiye nyakutsikwa akarara nemwana wake akaramba kuitwa DNA ngaadzose mombe

Ответить
@faithtarima1353
@faithtarima1353 - 30.09.2024 11:01

Mambo Mtasa sando dzenyu

Ответить
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 - 30.09.2024 12:24

Uyu mudhara anogona kuinda kudna first tione kuti iye akamirasei neropa remans we mwana wake

Ответить
@anywaychikwanda4315
@anywaychikwanda4315 - 30.09.2024 12:38

Mudhara wakaita iwe rudofo guru mudhara wemhazha kkkkk

Ответить
@nyaraingadella4924
@nyaraingadella4924 - 30.09.2024 14:08

vagona vaNyakutsikwa ndaiva rwadzirwa

Ответить
@JulianHove
@JulianHove - 30.09.2024 14:33

Baba ava vakachiva mombe dzababa ava idhiri rakaitwa nababa namwanasikana wavo

Ответить
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 - 30.09.2024 15:57

😂😂😂😂Unotsva nemibvunzo nevarume avo 😂😂

Ответить
@yayaedgun7664
@yayaedgun7664 - 30.09.2024 15:59

Baba vapusa kuitwa kupusa😂kutadza kuzvimiririra

Ответить
@kevinkamtsamba775
@kevinkamtsamba775 - 30.09.2024 17:28

Mudhara uyo anofungirwa kuti anogona ariye akatata ne mwana wake. Mwanasikana akaramba zvachose kutaura munhu akamupa mwana

Ответить
@tsennyb
@tsennyb - 30.09.2024 18:06

Hahahahahaha baba avo idofo last number

Ответить
@cephaskanyuchi4674
@cephaskanyuchi4674 - 30.09.2024 19:08

PLEASE MAMBO MUTASA, BABA AVO NGAVAENDE DNA NEMWANA VAWO VANOTESTWA. LAST TIME VAKARAMBA KUTESTWA PACHENA NATINASHE. WE'RE DEMANDING DNA TEST YABABA AVO NEMWANA VAWO. IVO NDIVO VAIRAPER MWANA

Ответить
@absolomgapara174
@absolomgapara174 - 30.09.2024 20:57

Forogonya karikupopota kubackground haha😂😂

Ответить
@tinakasiyandima3842
@tinakasiyandima3842 - 01.10.2024 08:15

police yawo i 100us😂😂😂😂😂😂

Ответить
@AntonySulali
@AntonySulali - 01.10.2024 08:39

Achimwene mwachita bwino zikomo kwambili, I watched Forogonya on DNA closure Tinashe Mugabe hope chief Mutasa is going to help the confusion, I only miss Forogonya's wife

Ответить
@MercyNjini
@MercyNjini - 02.10.2024 17:11

Nzenza yemwana

Ответить
@Suewally
@Suewally - 02.10.2024 17:59

Chiri kutonyinura chimudhara ichi hachizive kuti chinogona kutonyurs nenyaya iyoyo...........rinenge doom ngavadzosere munhu mombe yake nekutomuripa futi kumuchenura nxii mambo toda law enforcement kuti chimudhara ichi chitextwe nxiiiii

Ответить
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 - 02.10.2024 23:20

Hello mambo Mutasa the intelligent mambo ever

Ответить
@mollensaungweme1188
@mollensaungweme1188 - 03.10.2024 00:16

😂😂😂😂😂 haa mambo Mutasa vanogofa nyaya kusvika vasvika chete good Mambo

Ответить
@madelinechimuka9875
@madelinechimuka9875 - 03.10.2024 09:16

Pane amboonawo kuti hoodie rababa forogonya rakanzi BLUE DEMONS

Ответить
@ThembaniGumbo
@ThembaniGumbo - 03.10.2024 23:09

Zidudununu rababa

Ответить
@brendarudziva7124
@brendarudziva7124 - 04.10.2024 05:16

Baba vemwana vakazowanikwa here Mambo fambirai nyaya iyi baba avo vakarara nemwana wavo chete

Ответить
@brendarudziva7124
@brendarudziva7124 - 04.10.2024 05:30

Toko dzvetera 😂😂😂😂 wasangana nazvo😂😂😂😂😂😂😂 kupusa

Ответить
@chidondoro8251
@chidondoro8251 - 04.10.2024 05:46

😂😂dzvetera kudzungaira kwaanozoitaso kwamugabe aitaura zvimwe apa anezvimwe aaah ende futi kkk

Ответить
@MUTSEZY
@MUTSEZY - 06.10.2024 04:42

DZVETERA NGAASUNGWE UYU

Ответить
@zimzimm-qe5in
@zimzimm-qe5in - 06.10.2024 19:34

Nyaya iyi ndakamboiona kwa mugabe

Ответить
@mazvitamazvita1333
@mazvitamazvita1333 - 08.10.2024 10:41

😂😂😂😂 Kunamwa nemubvunzo

Ответить
@ruel1703
@ruel1703 - 08.10.2024 20:55

'Its a way of compensation ',😂😂😂

Ответить
@Chirandugmail
@Chirandugmail - 10.10.2024 10:46

Mambo Mutasa madini kungoinzwa President weZimbabwe

Ответить
@alzmafy
@alzmafy - 14.10.2024 14:40

That man in blue sweater Dzvetera, akaramba paternal test nemwana wake which suggests that he’s the father of his daughter’s child

Ответить
@letwinmberi5950
@letwinmberi5950 - 15.10.2024 08:08

Chief mutasa ndovanenge vachapedza masports apa baba ava vatarisei vari guilty .vamutasa tokumbira nyaya yakabva kuhighcourt baba ava vatestewe nemwana wavo pamuzukuru wavo baba ava namai varkuzivana baba ndaitwe DNA ava chikumbiro marimbire avakaita usina nyayabungarambirei vanenyaya baba ava I huku yakamwa mazai ayo

Ответить
@patiencemusimhi4635
@patiencemusimhi4635 - 17.10.2024 23:06

Maziso aDzvetera😢

Ответить
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 - 18.10.2024 15:32

Baba vanopenga ava takuda kuti ivo vaende kuna mugabe

Ответить
@sharontangirai1262
@sharontangirai1262 - 18.10.2024 15:33

Baba ava ndivo vakabata mwana wavo

Ответить
@HazvineiChachoka
@HazvineiChachoka - 19.10.2024 10:06

Where is Mashumba...batai Mashumba please Chief

Ответить
@munyaradzimpofu9605
@munyaradzimpofu9605 - 19.10.2024 10:42

Benziiiii Ava kuexposer mapurisa ummmm kudzungaira .

Ответить
@margaretmuhwati5801
@margaretmuhwati5801 - 20.10.2024 23:05

Ndivo baba vaya vemukadzi nemwana tsotsi vakanyepera munhu kuti the young gal was rated. Mai Foyogonya nemwana wavo Mai Evans ngavavharorwe, matsotsi. Tinashe Mugabe tried to get to the bottom of this case but this family vakamuvharira panze.
As usual, we'll done Mambo Mutasa

Ответить
@SusanMudiwa-k8r
@SusanMudiwa-k8r - 29.10.2024 11:32

Senyika tinoda kuziva kuti mwana ndewani Haas wababa vake here

Ответить
@larityrose8393
@larityrose8393 - 03.11.2024 11:47

Nyakutsikwa akashungurudzwa kubva kudhara sua mambo tibatsirei senyika tanga tatambura nemhuri iyi iri bully. Akashungurudza munhu nekumushaisa chimiro

Ответить
@BeriasMunyuki
@BeriasMunyuki - 04.11.2024 13:45

Hanzi compensation yei parape case 😅😂 mombe yei mwana arepewa

Ответить
@jameschikaramushapa6118
@jameschikaramushapa6118 - 04.11.2024 20:34

Akataura zve mombe unosungwa

Ответить
@MisheckMuzire
@MisheckMuzire - 07.11.2024 13:46

Baba ava vanenge vasina kunyatsokwana

Ответить
@mathewmukosera9136
@mathewmukosera9136 - 12.11.2024 12:49

dvetera uyu haasiriye ane mkadzi we forogonya here pama DNA show TINASHE MUGABE ?

Ответить
@TatendaMuranganwa
@TatendaMuranganwa - 13.11.2024 21:32

Mambo vangu Kani mhai ndokumbirao baba avo waitwe DNA n muzukuru coz zvkutinetsa coz tkuda kuziva muridzi wemwana mombe pa rape kwete

Ответить
@TabethSibanda
@TabethSibanda - 17.11.2024 16:04

Baba vakazungaira ava hayii

Ответить