Комментарии:
Munogona Baba harare
ОтветитьChigure chekuchurch
ОтветитьKaugule kachirimo hako mukadance ako
ОтветитьI Jiti iyi
ОтветитьShiri ine muririro wayo hayiuregi 😂
ОтветитьKutamba kwemunhu ari kurangarira kwaakabv😂😂
Ответить😂😂😂
ОтветитьNdabva ndafunga dzemurara 😂😂
ОтветитьU can take baba harare out of jiti but u can't take jiti out of him
ОтветитьTaura zvako zvigure hazvibudike zvekudaro dganzi yenyau ichirimo chakabaya chikatyokera
ОтветитьKkkkkk same Beat rekuzvigureeee , way of singing and the dence ( the package 📦 is still intact
ОтветитьUri jiti family chte 😂😂😂😂😂😂
ОтветитьPastor Harare taking zvigure to the world
ОтветитьDavid akatamba nguwo dzemukati dzikaonekwa. Mudzimai wake Michal, mwana wamambo Sauro, akanongorera nepafafitera ndokuona mambo David vachitamba jikinya. Achisvika kumba David akasangana nekutuka naMichal. Zvakanzi naMichal hamunyare mambo waIsrael kutamba jikinya pamberi pevanhu. David akamuti ndangandichitambira Mwari wangu uye ndichamutambira pamadiro. Michal akashaya mbereko, haana kubata mwana hupenyu hwake.
ОтветитьHameno. Asi kana paine chinhu chinonetsa kubva pachiri i music. Zvinotoda. Mweya mutsvene kupisa nyika yose ibude.
ОтветитьMweya we jiti nezvinyau mbichani
ОтветитьHaaaa rakaipa rume iro kkkkk
ОтветитьBaba Harare to the maximum
Ответить😂😂😂😂😂 Baba harare muhombeeee father city awo
ОтветитьMweya wezvigure unonetsa kuburitsa moyo unoda kugamuchira Jesu .. asi Zvigure zvinoti uriwedu ita zvese zvese zvese 😅😅😅😅😅😅
ОтветитьMweya uchakabata
ОтветитьJiti jive straight
ОтветитьWell done baba Harare, dnt think zvejiti jive zvine basa ini nyaya hombe ndeyekuti akatendeukira kuchiKristu! As time goes achapedzesera ave kuita jive yekuchurch!
ОтветитьWe need our coiling father back😂
ОтветитьReverend Harare vakaropafadzwa
ОтветитьHaaaa kahujiti kachirimo zvako😅😅😅😅😅😅 vakumboita vachikanganwa kut vakatendeuka
ОтветитьKkkk mkomana we jiti hazviperi zvaakajaira
ОтветитьAsi kajiti jiti kachiripo mumakumbo umo Kuna dad Hre
ОтветитьMwari vakurangarirei dady Harare
ОтветитьIngori jiti yakati dzikamei chete😂😂😂😂
ОтветитьIs this gospel 😂😂😂
ОтветитьKajiti kachirimo zvirikumboda kuuya kkkkkkk
ОтветитьAmana zvichir zvechurch hr kkkkk bt kajiti karimo
ОтветитьJiti vybe is correct
Ответить😂😂😂😂😂😂😂kutenda kunaka shuwa
ОтветитьKajiti kachirimo kkkkkk
ОтветитьPamberi mberi nemi baba harare
ОтветитьPamberi mberi nemi baba harare
ОтветитьBaba Harare vanogona avo ,god bless you
ОтветитьMweya we jiti vave kudzoka
ОтветитьKamweya keGule kachiripo fti kkkkk
ОтветитьVesi iri rondisimudza Amen kasingagume kunevachiri muchitsividzo chokutumwa ne mweya mutsvene vachoyambutsa
ОтветитьHoyoooo ! Mbizi une chipo hako mai Tt. Nice voice you can sing zvako mwanangu . Ku church ndiko kwako chaiko wakaita basa nekusaridza kudzokera kuimbira Mwari .Chokwadi ngirozi dziri kupemberera nyange ini ndiri kunzwa kufara nezvawakaita mwanangu Madhuve 🎉🎉🎉🎉❤️❤️❤️❤️🔥🔥🔥🔥🔥🔥💃💃💃💃💃💃
ОтветитьZvedenga Kuita mwari thank U lord
ОтветитьKachi zvigure kachirimo mavari
ОтветитьPower of girl child unondipasa ma nyemwe vamwe vachiita zvemuna bar imwe uchiratidza chipo chako
ОтветитьHoyoo
Ответить😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂 asi Ridhi chii newe
ОтветитьAmen baba Harare. Watching from Kenya. Nairobi
Ответить