Комментарии:
Ko sei kusina kumbouya vanhu kubva kubuhera kwacho vachiti tisu tine mombe dzakabiwa nhaimi
ОтветитьAnonyepa murume uyu kana achiziva kuti akaba sei arikuda kuripa ngozi yacho Hollywood nengozi nhasi haurare urikuvingwa
ОтветитьMuri kubhadhara ft kechi2 hamusi kumuziva Tensen ka imi
ОтветитьVane mhosva yekuuraya zvekuba izvo zvazvatensen namwari wake
ОтветитьMbavha ikaurawa hayimuki ngozi here handi munhu vo
ОтветитьKuba akaba hake mkomana sure wese obva wati akaba , sure ngaataure paakatenga muendeko tiwe nechkwadi. Hama dzake dzripewo kwakabiwa mombe
ОтветитьWere the cows not shared between the assailants? They took mombe dzavai ziva kuti ndedza nhingi?
ОтветитьHupenyu hwakaoma zvavo chokwadi chinozivikanwa nemuridzi wacho asi munhu kunyangwe ikadzi imbavha inofanira kufa here
ОтветитьMambo venzvimbo iyi let’s new law inobvumira kuripa mombe 30 cz hazvi make sense hope hamusi pamwe nemhuri iyi
ОтветитьHaa takuzouraiswa zvino nebenzi iri nxaa iwe hausati waripa wakutataura tosh apa ndiwe wakabata munhi nxaaa
ОтветитьNhau iripo ndeyekuti makauraya dai makamuendesa kumapurusa
ОтветитьAaah iwe mdara iwe... Mukuripa kuuraya munhu not Kuba mombe... Waktaura zvekunyepa panapa shitman
ОтветитьAah mambo hawagonj kutonga awa hawagoni kutaura nengozi ndochokwadi. Ndikuona semashiripiti
ОтветитьPamba pemupurisa
ОтветитьKana anga kaaba pane akarepota hr kuti afirwa mombe
ОтветитьMakauraya
ОтветитьPane munhu anga go bhadhara pasina chakaita here uye charikuona imi musati patise
ОтветитьSaka kana musina mhosva murikubhadharirei
Ответитьndakambozvitaura kuti madii kutanga kuenda kunaDhakazhe munzwe ,chokwadi vakatadza havo kuuraya bt izvi zvinechokwadi mukati ,Dhakazhe mupurisaka uyu
ОтветитьVaneshamba endayi kubohera kwacho munyatse kunzwa chokwadi pqchiri ndokuti nyaya yacho ifambe nechokwadii hkusi Kure kwamunjoma ukuu 🎉
ОтветитьHamusi kuripa mbavha mukuripa munhu uye haana kubira imi
ОтветитьIwe dhakazhe zvese zvauri kutaura kupedza nguva ngozi inouya kudzinza kwako usaonererwe hako nekuonekwa pa media dai tencen ambokuvinga kuzokudzipa
ОтветитьHanzi musha hauna haranga here uyu ..ndabva ndafunga chihera nasoko
ОтветитьKunyepa kukuita vanhu ava Shumba hakuna munhu anoripa pasina zvaarikuona usambofe wakanyerwa zvako havaripe vanhu ava tovaziva ukaona akudai zviripo zvikunetsa kani Shumba
ОтветитьMhosva haibvumike
ОтветитьVsrikuripa kuuraya kwakaita Tensen kwete kuti mbavha
ОтветитьImi nyaya yekut haana chinhu haina kutaurwa nanyakufa hre zvichibudikidza nekurwadziva kwaakaitwa kuriko kudimurirwa hupenyu panzira ...mashoko akataurirwa mukurwadziva zvakuita vazhinji tizvitore zvisizvo maonero angu
ОтветитьIwe ndiwe wakakonzera kuti afe wakamubata ukasamurwira kune vakamuurova kusvikira afa uripo
ОтветитьSaka munotenderwa kuuraya mbavha hr nhaimi nhaimi
ОтветитьMumunda umo tinokohwa cht
ОтветитьShumba tsvagai Munjoma wacho akabirwa mombe
ОтветитьTensen died a painful death and mabhinya aya anofanirwa kunge achipika ku Jeri busy kufamba havo soo free 😢😢vana vedu vachigara same society nemabhinya cry my beloved country
ОтветитьIni ndakutotya kuisa comment nekuda kwevanhu vanouya vaine mastress avo vopedzera pandiri ..Shumba vakaisa nyaya vanoda macomments and hapana patichaisa comments edivi rimwe saka kusiyana kwepfungwa dzedu hakurevi kuti umwe ava dununu vamwe muchandituma kushandisa simba rangu pasipo l will delete your comment ndonyarara ngatitaurei murudo murudo
ОтветитьAive mbavha but makamuuraya... Makadii kumusungisa akarohwa jeri restock theft
ОтветитьTensen huya unzwe zviri pano
ОтветитьApa zvekuti akaba hazvina basa nyaya ndeye kuti makaisa ruokopana Tensen kusvika afa
ОтветитьMuripira imbavha kupisa mutemo mumavoke enyu
ОтветитьKana wakauraya Ripa wakanyarara munhu haisi huku
ОтветитьAkabirwa mombe idzi dzimofanira kunge dziine mapaper ngazviongororwe ne kwadzainobayiwa
ОтветитьChero akaba ivo ndivo vanekodzero yekutongera munhu rufu here?
ОтветитьKoimi maimuponderei mazibedzi munopenga
ОтветитьImi Sabhuku moziva sei kti dhakazhe akutaura chokwadi.
ОтветитьMhondi hayimbofayakabvuma kt ndirimhondi asi muchawonamotozvenyu
ОтветитьIwe zvavaiziva kwadzakabiwa vakadiii kunodzidzosera why makazodzigowana mombe idzodzo tamirira kunzwa kwaurikuti dzakabiwa kwacho saka imi mese murimbavhao why makagowana mombe iwe uchiziva muridzi vacho
ОтветитьTension azokushanyira usazoti ndazviona urimurume sei vamwe varikuti mombe dzaive7 mbavha ikabatwa inoendeswa kumapurisa imi makadeura ropa remunhu ko akabirwa vacho nei asina kuuya kuzomhan'ara kuti ndedzangu mombe ukudenha tension achakushanyira unozoti yatension ndazviona urimurume
ОтветитьNyangwe akaba makanga musina bvuma yekumuriva kusvika pakufa ku makanga madii kumuisa kumapurisa,manje mamama ripayi,mombe 30 ishoma,azvieyi kuti akaba ngaaripe,avana kodzero yekumuuraya nekuti akaba.
ОтветитьKutaura zvenhando, kana dai yaiwe mbavha asikuponda makaponda henyuzve
ОтветитьChiri kuripwa kuuraya munhu, zvekuba mombe izvo imwe nyaya
ОтветитьTensen ngaasanetse mwana wake this time. Ngaibate mhuri dzese munhu we arikuhumana. Ngaaite zva Mandi
ОтветитьKo vana mujoma sei vasina ku reporter nezvekubiwa kwe mombe dzavo
Ответить